Denengura (kubuda pachena)

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti kudenenguka (1. Come to light 2. Be revealed) rinotaura kuvhumbunyuka kana kubuda pachena kwechinhu.

Chakavigwa hachidenenguki choga: something hidden does not come to light of itself.