Dandare remagineti

Kubva Wikipedia

Dandare remagineti (magnetic field) inzvimbo yakakomberedza rufuvha rwemagetsi kana zviro zvine humagineti iri riri dandare rinobatwa nesimba remagineti .