Chris Brown

Kubva Wikipedia
Chris Brown muna 2012

Christopher Maurice "Chris" Brown (akazvarwa 5 Chivabvu 1989) kana Cbreezy sezvaanozivikwa nevake vanomuda ake, musezi wekuAmerika, anoita zve kuyimba, kunyora nziyo, mudzani, kupurojusa marekodhi, kuekita uye musezi wegirafiti. Zvichienderana ne Bhiribhodhi, Brown ndiye mumwe muyimbi we R&B anonyanya kuva ne pesvedzero (influence) uye ane rubudiriro ruzhinji, ane vazhinji vanomuti "Mambo we R&B" pamwechete na Usher uye R. Kelly. Stairi yake ye mhanzi yakatsanangurwa ichinzi polyhedric, R&B yake ine munyire hwe upesvedzero ne jonera dzakawanda, kunyanya mhanzi ye hiphophu ne popu. Mitsararwiyo rwake runowanzo taura nezve kusvira, kupenga ne rudo, kunetsekana, rudo, hupenyu hwekunakidzwa, chido uye kutadza kumaneja mazwiro (emotions). Brown anotsanangurwa ne midhiya uye makiritiki achinzi ndiye musezi mukuru wenguva yake mu mhanzi ye ebheni, ane vateveri vazhinji zvekumuenzanisa na Michael Jackson pa steji se munhu ano dzana ne kuyimba.

Dhiskogirafi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tarisai futi mapeji e: Dhiskogirafi ya Chris Brown

Ungamhanzi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • 2005 - Chris Brown
  • 2007 - Exclusive
  • 2009 - Graffiti
  • 2011 - FAME
  • 2012 - Fortune
  • 2014 - X
  • 2015 - Royalty
  • 2017 - Heartbreak on a Full Moon
  • 2019 - Indigo

Ungamhazi dze korabhoresheni[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • 2015 - Fan of a Fan: The Album (na Tyga )

Ushanyi (tour)[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • 2006: Up Close and Personal Tour
  • 2007: The UCP Exclusive Tour
  • 2009: Fan Appreciation Tour
  • 2011: FAME Tour
  • 2012: Carpe Diem Tour
  • 2015: Between The Sheets
  • 2016: One Hell Of a Nite Tour
  • 2017: The Party Tour
  • 2018: Heartbreak On a Full Moon Tour
  • 2019: Indigoat Tour

Firimu-ogirafi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Sinema[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • This Christmas - Christmas and other troubles , na Preston A. Whitemore II (2007)
  • Stepping - From the street to the stage , yakadhairekitwa na Sylvain White (2007)
  • Takers, naJohn Luessenhop (2010)
  • Think Like a Man, na Tim Story (2012)
  • Battle of the Year, na Benson Lee (2013)
  • Chris Brown: Welcome to My Life , dhokumendari (2017)

Terevhizheni[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • The OC - TV sirizi, maepisodhi 4 (2007)
  • Zack and Cody at the Grand Hotel - TV sirizi, epidoshi 3x20 (2008)
  • Black-ish - TV sirizi, episodhi 3x19 (2017)