Chiwundudzi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Mouldy Clementine.jpg

Chiwundudzi chinhu chipenyu chinoonekwa kana chingwa chashata choita ruvara rwe green kana grey. Chiwundudzi chiri muboka rezvinorarama zvinonzi "fungi" kuEnglish.


  • Nyimo dzakaita chakwindi.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]