Svetuka kuchirochemo

Chivakamberi dura

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anopera neChivakamberi chokuti dura.

  • Kutsigidura (to loosen something that is set firm) zvinoreva kutsikinura chinhu chakadzikirwa zvakasimba kana chinorema.
  • Kugagadura (Bite a hard object several times, 2. take large bite of tough meat or hard object, 3. Bite piece out of hard or semi-hard object).
  • Kuchadura.
  • Kujajadura.
  • Kupadura.
  • Kusvugudura (dislocate large joint).

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Makudo anogagadura magan'a: baboons bite unripe fruit again and again.