Chivakamberi ana
Mataridziko
Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anopera nechivakamberi chokuti ana, chinoshandéswa kududza zvinhu kana vanhu vari kuitirana kana kuita pamwe.
- Kurovana (1. to beat each other).
- Kubatana (1. to touch each other).
- Kusekana (1. to laugh at each other).
- Kugovana (1. to share with each other).
- Kutarisana (1. to look at each other).
- Kudondana (1. to meet each other).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Zviuya hazvidondani.