Chipindura (Gwenzi)

From Wikipedia
(Redirected from Chitunguru)
Jump to navigation Jump to search

Chipindura (Bushveld honeysuckle-tree or Turraea nilotica) imhando yegwenzi rine mamwe mazita anoti: chifakawi, chirambagavakava, chitsvimbovarisa kana chitunguru.

Mamwe Mazita[chinja | edit source]

Chipindura chine mamwe mazita anoti: mudyakuwe, mudyambira, muzaramhanga kana mukondanyoka.

Tsika[chinja | edit source]

Muguta reBindura mune mana anonzi Chipindura.