Chitumba

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chitumba izita remhuri muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Chenai Chitumba; Takudzwa Chitumba; Panashe Chitumba; Tariro Chitumba.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti tshitumba (n. sheep's fold; goat's kraal; fowl's pen; pig's sty). VaMaconde neVaYao vanoti chitumba (calabash, gourd) kureva dende.
  • VaYao vanoti chitumba (a bud). VaYao vanoti chitumba (n. salt) kureva munyu. Tunen vanoti ʊ̀≠tʊ́ᵐb–á (v. pass, succeed).
  • VaLenje vanotaura izwi rokuti chitumba (underground nest of rat) kureva dendere regonzo kiri pasi pevhu.
  • Chopi vanoti cirumba (n. a jelly fish). Kuti tizive madudziro - vanoti kuruma kureva kutuma.