Svetuka kuchirochemo

Chitsuwa che Bhahareyini

Kubva Wikipedia

Chitsuwa che Bhahareyini (Chiarabhu: جزيرة البحرين Jazīrah al-Baḥrayn), chinozivikanwa zve se Chitsuwa re Ruawari uye chaizivikanwa mushure se Bhahareini, ndicho chitsuwa chikurusa pakati pegururundu re Bhahareyini. Pamusoropezvo, chinowumba ukuru wendemu ye unda ye nyika ye Bhahareyini uye ichive futi chigarwa chehuwandu hwe vagari.