Svetuka kuchirochemo

Stovhu

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChitofu (Kubika))
Stovhu

Chitofu (Stove in English) mudziyo unoshandirwa panguva yokubika. Chitofu chinobatidzwa chopisa chichishandiswa kudziyisa kana kubika chikafu.

Kune mhando dzezvitofu dzakawanda dzinodziyiswa nehuni, magetsi, marasha, uye paraffin.