Chiripiro

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti chiripiro (compensation) riri kushandiswa pano kureva mari inoripwa munhu anenge arsikirwa nechinhu chakakosha kwaari tichitarisa chibvumirano chiripo. Munhu anopiwa chiripiro angave akanganisirwa, akuvara pabasa, atambisirwa nguva kana kusangana nekurasikirwa kweimwewo mhando.

Kuripira, kupa chiripiro kana kutsiya chinhu chinowanikwa muzvibvumirano zvizhinji zvekutengeserana.