Chiramwa

Kubva Wikipedia

Chiramwa kana chidamwa (Tendency to give up easily) zvinotaura munhu ane katsika kekukasira kuwora moyo kana kuramba kubatirana nevamwe. Chiramwa chinoonekwa pakusawirirana nezviripo, kuita chindini chokuti mafungiro kana zvido zvako ndizvo zviitwe nedzimwewo nzira.

  • Chifinhwa kana chirudu (Tendency to sulk for little or no reason) kureva kutsamwa nhando.