Chinyakamwe
Shoko rokuti chinyakamwe rinoreva zviiitiko zviri kuitika panguva imwechete, zvingava zviri kubatwa nemunhu mumwe kana zviri kuitwa nevanhu vanodarika mumwe. Vamwe vatauri vanoti mawa kana madyarapamwe.
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Vakaita mawa pakusvika.
- Mubvana wavo akaita chinyakamwe kupedza chikoro nekuita mwana.