Chikafusi

Kubva Wikipedia

Chikafusi[1] (kureva orange climber, muchisainzi: Toddalia aculeata kana Zanthoxylum asiaticum) kana futi Mubhatakhamba paChindau, imhando ye dzinde riri mumhuri ye Rhutase (kureva Rutaceae). Kutsi kwe fanadzurio rokuti Toddalia asiatica, ndiro chete pacharo raive mhando ye mbari i-monotypic inonzi Toddalia, asi zvino yavekusanganisa muZanthoxylum.

Mabviro eruzivo:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Hyde, M.A., Wursten, B.T., Ballings, P. & Coates Palgrave, M. (2022). Flora of Zimbabwe: Species information: Toddalia asiatica. https://www.zimbabweflora.co.zw/speciesdata/species.php?species_id=133140, Yakaringwa 20 Zvita 2022