Hadyana

From Wikipedia
(Redirected from Chikadyana)
Jump to navigation Jump to search

Hadyana, chikadyana, Chidodo, kana honza (Small earthenware pot for serving side-dish) imhando yembiya yakaumbwa nemutapo inopakurirwa usavi.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]