Chihure

Kubva Wikipedia

Chihure, Kurara nemurume, mukadzi wemumhunhu. Pachivanhu ukarara memunhu asina kukuroora kana kuroora watoita chihure.Chinopatsanurwa neChiramu, pakuti Chiramu chinotenderwa pakati pavateedzani mumba, nechinanwga chekuvandudza dzinza.