Chibvinho
Chibvinho mudziyo unoshandiswa mukicheni kucheka michero inenge madomasi, karotsi kana mbambaira kuita tseta dzakawanda. Chibvinho chinoshndiswa munhu achikwizira chacho chiri kuchekwa pachibvinho.