Cashel, Zimbabwe

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Cashel indzvimbo irikumakomo ekumabvazuva emuZimbabwe. Nzvimbo iyi inonaya mvura yakawanda uyezve inekakutonhorera kanotapira.

KuCashel kunorimwa bhinzi, svutu gadzike, coffee neimwe michero yakawanda.