Bumbiro (chaunga)

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti bumbiro (Collection; aggregate, accumulation, lot) rinoreva kuunganidzwa kwezvinhu zvakafanana kana kuti zvine chinangwa chakafanana panzvimbo imwe. Tinokwanisa kuti bumha renyuchi ibumbiro renyuchi.