Bhudhapesti

From Wikipedia

Bhudhapesti (kureva Budapest; Chihangari: Magyarország fővárosa ) igutaguru reHangari. Ine huwandu hwevanhu unofungirwa kusvika 1,752,286 pamusoro peruwa runotora pamwe 525 skweya makiromita (203 sk mi).