Bhara

Kubva Wikipedia
Bhara

Bhara (wheelbarrow) chingoro chinosundwa nemawoko chine vhiri rimwe. Bhara rakagadzirwa nechimiro chinoita kuti huremu hwemutwaro kukamukane pakati pevhiri nemunhu anosunda bhara iri; zvadaro zvinogoneka kusenga mutwaro wakadarika unokwanisa kutakurwa nemunhu pachake.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]