Bamba
- Bamba (to bind).
- Bamba reKushanda (to labour).
- Bamba sezita (a family name).
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Nhumbu imhambarirwa.
- Garwe haridye chebamba charo chinoza neronga.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaGanda vanoti bambwa kana mbambwa (n. a hangman, an executioner).
![]() |
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |