Ane bapu
Kana munhu achinzi ane bapu kureva kuti haagadzikane pakuita kwake; haakwanise kumirira nguva yakafanirwa kuitwa zvinhu.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- VaGungu vanoti kupapa (n. be impatient; irascibility, irritability). Mamwe mazwi: mupapu (n. impatient person; irritable person).
- VaGungu vanoti bupapi (n. impatience). Mamwe mazwi: mu̱papi (n. habitually irascible or impatient person).