Ambuyawasha
Jump to navigation
Jump to search
Shoko rokuti ambuyawasha kana mbuyawasha rinoshandiswazve kutaura mukadzi akaroorwa nehanzvadzi yemukadzi wako -(brother-in-law's wife). Shoko rokuti ambhuya rinoshandiswazve kududza hukama hwerudzi urwu.
Ambuyawasha vanenge vari munyarikani wokuti ire mukuwasha haungotaura chero pamberi pavo, nokuti sauna humana hweropa navo.