Akhiti

Kubva Wikipedia

Akhiti kana Vakhiti ishoko reChindau rinoshandiswa kana munhu achinzwa kushamiswa kana kushaya chokutaura. Mashandisirwo aro angandofanana neshoko rokuti "nhai imi", "veduwee" kana "vanhu wee".

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]