Zhumwi regonyonhatu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Zhumwi regonyonhatu (triangular prism) rine uso huviri hwakaumbwa kuita gonyonhatu hunenge hwakati sambamba. Mucheko yose inenge yakati sambamba nemiviri yarehwa pakutanga inenge ine chiumbwa chegonyonhatu zvakare. Zviso zvinobatanidza iyi yakati sambamba zvinenge zvine kuumbwa kwakaita gonyoina tsazamakonyo