Kuchenama
(runangakatsva kubva kuVakachenama)
Kana munhu achinzi akachenama zvinoreva kuti ane pamuromo, anofarira bopoto.
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Mai vari pamhiri apo ndatoshya kuti ndovatanga sei nokuti vakachenama zvisingabviri.