Utongachisi

Kubva Wikipedia

Utongachisi (nge. geopolitics) kudhomwa kwe chimuko che tarachisi ye Rinopasi (zve vanhu ne chimutumbi) wehutonganyika uye wukama hwe madhidhizha.

Mavambo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

KuChingezi utongachisi unonzi geopolitics, kubva ku Chigiriki-chekare, pamashoko okuti γῆ (gê) 'pasi, chisi, unda', uye πολιτική (politikḗ) 'kutonganyika'.

KuChivanhu shoko rokuti utongachisi ratodza mavambirwo akaitwa shoko rinoshandiswa kuChingezi, richisanganisa wito rokuti 'kutonga' ne bizo rokuti 'chisi'.