User:Anotida08

Kubva Wikipedia

Ndiriwo mumwewo wevan hu vanofarira mutauro wedu wechiVanhu. Ndinovimba kuti rubatsiro rwangu mukuwedzera ruzivo paWikipedia muchiShona uyezve kukoka vanhu kuti vawedzere ruzivo kuchabatsira vanhu vari kuZimbabwe vaone kukosha kwakaita mutauro wavo. Uyezve ndinovimba kuti kubva pano paWikipedia muchiShona, kuchaita kuwedzera kwemawebhusaiti painternet anenge ari mumutauro wedu.

Parizvino ndiri kudzidza Engineering kuYunivhesiti yeKapa saka ndichange ndichiwedzera ruzivo nekugadzira mapeji muzvidzidzozvefundoyetsimba nezvimwewo zvidzidzo zvinoita nezveengineering.