Tsiva

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Boxing080905 photoshop.jpg

Tsiva (Boxing) mutambo wokuti vanhu vanokandana zvibhakera vakapfeka magurovhosi mumawoko avo. Mutambo uyu haubvumire kukava, kupinga kana kubatana.

Mutambo wetsiva une Vanhu Vatema vazhinji vakaita shasha Pasirose. Vamwe vacho vanosanganisira Mike Tyson, Evander Holyfield, Ali nevamwewo.