Tarabande

Kubva Wikipedia

Tarabande (topography) apa kureva kutarwa kwemepu inotaridza kuumbika kwakaita nyika, zvichisanganisira nzizi, makomo, mapani, mipata zvichingodaro.

Kupiwa kweZita[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Izwi rokuti topography rakaumbwa nezvikamu zvinoti: topos kureva place uye graph zvichireva write. Saka pano pabatanidzwa mazwi anoti kutara uye bande - apa bande zvichireva ndima kana chikamu chenzvimbo. Nemamwe maonero tinogona kuti topography idudzirwe ichinzi tararuvara.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mandinka vanoti kaη (on; on top) kureva pamusoro. Hausa inoti akan (above; on the top of; on the basis of).
  • Beli inoti kanga kana ganga (n. ostrich) kureva mhou. Yao inoti luwala (an open space) kureva ruvara.
  • Digo inoti uphande kana phande (side, direction, piece, portion, direction, a certain part, region, district, part of a town or country).