Talk:Bonga Chihwa
pane angatsanangura kuti Chihwa takabvepi tisati tagara mwaMutambara neChipinge.
Mutupo we Bonga, ndiwo mumwe chetewo here na Chihwa, Mhumhi.[chinjirudza mabviro]
Kune Bonga - Hwenje - Garwe - Madziwa
Kunewo Chihwa - Mhumhi- Imbwa - Mutambara