Sokisi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
sokisi rakarukwa nemaoko

Sokisi (Sock in English) chipfeko chinopfekwa kutsoka. Sokisi rinopfekerwa:

  • Kudziyisa makumbo zvikurusei kunzvimbo dzinotonhora.
  • Kubata ziya rinobva mutsoka nokuti tsoka dzinoburitsa ziya rakawanda.
  • Mucheno.