Sipo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Tualetsapo.jpg

Sipo (Soap in English) inoshandiswa pakugeza muviri. Sipo yakagadzirwa kuti ibatsire kubvisa tsvina zvikurusei tsvina inobva kumafuta. Kune mhando dzesipo dzakasiyana, dzimwe dzemagodo, dzimwe mutuvi; dzimwe dzehupfu.