Pono

Kubva Wikipedia

Pono mifananidzo yemavhidhiyo kana mapikicha yevanhu vasina kupfeka vanenge vachisvirana, kuchayana bonyora kana kuti kumwanana mboro. Kune mhando dzemapono dzakasiyana siyana, uye mazuva ano vanhu vave kukwanisa kuwana pono zviri nyore panhepfenyuro ye indaneti pama kombiyuta kana kuti pama foni pavo. Pono dzinonyanya kugadzirwa kunyika dzekumadokero dzakafanana nekunanaAmerika, Bhiriteni, Europe, nedzimwewo. Asi nyika dzakafanana ne Japan ne India dzave kugadzirawo mifananidzo yemapono inodakadza chose. Vanobuda mumapono vanobhadharwa mari yakawanda inoita kuti vabvume kutaridza zviso zvavo vachisvirwa kaka kuti kusvira. Vakadzi ndivo vanonyanya kuita mari yakawanda kubva ku pono. Tinoziva isu kuti zvikamu makumi mapfumbamwe nezvishanu muzana zvevarume zvinooona pono. Pasichigare pono dzaiwanzogadzirwa semagadziriro avanoita mabhaisikopo kana kuti ma movie, zvichireva kuti panenge pane nyaya inenge ichitevedzwa. Mukuenderera kwenyaya iyi ndimo munobuda kuzosvirana nekumwiwa mboro. Mazuva ano, nekuda kwekuburira munyaya dze tekinoloji, mapono ava kungotanga vanhu vachitosvirana pasina nenyaya iripo, yatingati storyline mururimi rwevapambevhu. Kambhani ye Bang Brothers ndiyo yakachinja maitirwo epono.

Vakadzi vanobuda mumapono vanosanganisira Audrey Bittoni , Candace Von, Samantha 38G, Amanda White (uyo ave kunzi Mya Clifton), Terry Nova, Gianna Michaels, Brandi Belle, Jada Fire, Hitomi Tanaka, Priya Rai, Ms Panther (vamwe vanomuti Alisha Madison) vevamwe. Varume vanobuda mupono kunoti Mandingo, Devlon Weed nevamwe. Varume vazhinji vanoona pono vanenge vachitochaya bonyora. Uye tinonzwa isu kuti varume vanofarira chose kuti vatunde vachiona pono panguva imwechete inotunda murume anenge achisvira mupono yacho. Izvi zvinoita kuti vafunge mumoyo yavo kuti ndivo vasvira.Pono onoita kuti bonyora rinyanye kunaka nekuti anenge mupfungwa akutofunga kuti atori panzvimbo imwe chete nevari muvhidhiyo ye pono.