Pombi (Pump) zvinoreva muchina unoshandiswa kudhonza mutuvi kana mweya kubva panzvimbo kuenda pane imwe nzvimbo. Pombi dzinoshanda nokukweva kana kutsindira mutuvi kana mweya uye dzinoda simba remagetsi kuti dzishande.