Ngwarati

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Sable bull.jpg

Ngwarati (sable in English) imuka yemusango iri mumhuri yenhoro. Mhuka iyi ine ruvara rwutema (black) nedumbu jena (white). pachiso chayo ine mutandamhno mutema nemitsetse mitema inobva kumaziso ichienda kumuromo. Muromo wepasi unennge uri muchena. Ngwarati ine nyanga dzakasvonaka dzine tesva dzichidzokera kumashure.

Tsika[chinja | edit source]

"Zvaiwana ngwarati" - kureva kuti uya anombozviti ndini ndinogona zvamuwanawo nhasi.

Chikwata cheRubgy cheZimbabwe chinodanwa kunzi "Sables" - iriyo ngwarati.

zvamuwana N_way anga ajaira kuti ndiye ega anowana nhasi ndiniwo.

www,rego.com