Ngarikuni

Kubva Wikipedia
Meleagris gallopavo

Ngarikuni (Turkey bird in English) ishiri inowanikwa musamsango ekuNorth America ine makushe marefu anoyevedza. Shiri iyi yave kupfuyiwa uye inodyiwa kunyanya pamhemberero dzinonzi Thanks Giving kuNorth America.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • MaZulu vanoti ilikalikuni kana amakalikuni (Afrikaans: kalkoen meaning turkey) kureva ngarikuni.
  • VaMaconde vanoti mwikumba kana anamikumba (turkey) kureva ngarikuni.
  • VaMaconde vanoti nditi kana miditi (turkey) kureva ngarikuni.
  • VaChewa vanoti nkhukudembo (turkey) kureva ngarikuni.