Dandare remagetsi

From Wikipedia
(Redirected from Ndima yemagetsi)
Jump to: navigation, search

Dandare remagetsi (Electric Field in English) inzvimbo yakapoteredza tubanzu tune chaji yegetsi kana dandare rakakomberedza humagineti hunoshanduka. Dandare remagetsi rine fosi inobata pane mimwe mitumbi ine chaji inopfuura mudandare remagetsi iri. Kuti kune chinonzi dandare remagetsi zvakatanga kutaurwa nemurume ainzi Michael Faraday.