Muvhuro

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muvhuro (Monday) izuva rechipiri revhiki rinotevera Svondo uye richiteverwa neChipiri. Kune vanhu vazhinji muVhuro ndiro zuva ravanotanga kuenda kubasa kana kuchikoro pavhiki.