Musasa (Camping place) zvinoreva nzvimbo yamirwa nevanhu vachigarapo munguva yokunge vachivhima kana kuti vachifamba zvavo zvokutandara nokuona nyika. Mazuva ano musasa unomiswa matendhe kana caravan.