Mukondo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Shoko rokuti mukondo (Authority in English) rinoreva kuva nesimba rekutonga vamwe kana kuzvitonga.

Muenzaniso[chinja | edit source]

  • Kana munhu ave murume anozvikonda nepake - when someone becomes a man he becomes independent, exercising authority in his own space.
  • Mukoma nemunin'ina vakakondana kuti ndiyani angaita basa - elder and younger brother could not agree as to who would do the task - (trying to exercise authority on each other).