Mukombe

Kubva Wikipedia
  • Mukombe (Cup, gourd used as a cup) kureva komichi kana chidende chinoshandiswa kunwa mvura.
  • mukombe (Cup given as an award at sport or other competition).
  • Mukombe sezita

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaZigula vanoti chikombe (n. cup) vachireva kapu.
  • VaYao vanoti mtumba (a gourd cup without a handle) vachireva mukombe usina musika.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.