Mukoko wenyuchi

Kubva Wikipedia

Mukoko (Beehive in English) chivakwa chinovakirwa kuti nyuchi dzinge dzichipindamo kunogadzira huchi hwadzo. Mukoko une mhango pakati munova munopindwa nenyuchi dzovaka zvizinga zvadzo imomo. Mupfuyi wenyuchi anozouya achikohwa huchi kubva pamukoko.

Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mukuwasha mukoko haaperi kudyiwa. The son-in-Iaw is a beehive, he never stops being eaten.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]