Mugwagwa

Kubva Wikipedia

Mugwagwa (road in English) zvinoreva ndima yakagadzirwa kuti muchovha inge ichifamba napo.

Kunonzi mugwagwa une chikamu chakareba chakatwasuka ndiwo unobva kuChegutu kuenda kuKadoma.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Lenje inoti mukwakwa (road, main road, path) kureva mugwagwa. Tonga inoti mukwakwa kana mugwagwa (n. a road) vachireva mugwagwa.
  • Nyungwe inoti mseu kana miseu (n. street) kureva nzira. Makua inoti epiro (n. road) kureva mugwagwa.
  • Zigula inoti mkumbi kana mikumbi pakuwanda (broad road) kureva mugwagwa.
  • Kikongo inoti manene (n. highway, highroad, much used path) zvichireva mugwagwa.