Moyo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Moyo

Muchidzidzo Chezvipenyu, moyo, mwoyo kana mhumba (heart in English) inhengo yemuviri inosaira ropa kuti risvike kune dzimwe nhengo dzose dzemuviri.


Tsika[chinja | edit source]

  • Chidamoyo hamba yakada makwati.
  • Chinobvutwa ndochiri muruoko chiri pamoyo unofa nacho.
  • Moyo muti unomera paunoda. Moyo unofanan nemuti here pakuti mimwe miti haimeri kune mamwe matunhu?