Morgan Tsvangirai

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Morgan Tsvangirai

Mutungamiri Wenyika ye Zimbabwe uye weBato reMDC, akaberekerwa muna 1952 mudunhu reGutu, achibva kumusha weBhuhera.Anoziwikanwa nekushanda kumugodhi wekuTrojan, mudunhu reBindura, achizokwira-wo pazvidanho, kusvikira aitwa mutungamiriri weZCTU, boka remaunganidzwa rinoona nezvemamiriro evashandi muZimbabwe yese.Akabata chidanho ichi kubva mugore ra1987 kusvika muna 1999, apo akandobatsirana kuronga bato idzva rezvematongerwe enyika reMDC, iro anotungamira kusvika parizvino.

Nhasi anoziwikanwa semunhu akange akakodzera chituso cheNoble Peace Prize, nemabatiro ake aakita basa resunungura vana veZimbabwe kubva muhudzvanyiriri hwevamwe vechitema.