Mhiripiri (Chillies) idzinde rinobereka muchero unovava unoshandiswa kurunga usavi. Mhiripiri inoita ruvara rwutsvuku kana ichinge yaibva. Nyika yeIndia inodyiwa mhiripiri zvakanyanya.
Muno muAfrica nyika dziri kumadokero dzinoti Senegal, neSiera Leone dzinoshandisa mhiripiri pakubika zvakanyanya.