Shoko rokuti mapatya rinoreva vana vaviri vakazvarwa zuva rimwechete naamai vamwechete. Nokumwe kutaura vanonzi manyaviri. Mapatya vanokwanisa kunge vakafana kana vasina kufanana.