Makunakuna

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Makunakuna zvinoreva mhosva yokunge munhurume nemunhukadzi vane hukama hwepedyo varara vose pabonde. Sokuti hanzvadzi dzikarara dzose anenge ari makunakuna. Vamwe vatauri vanoti chemina.


Nyika zhinji dzine mitemo inorambidza chemina asi miganhu yacho yokuti chinganzi chemina chii inosiyana.